Zvichaita Chete (This Year) – The Unveiled ft. Joshua Mtima

Zvichaita Chete (This Year) – The Unveiled ft. Joshua Mtima Lyrics

The Unveiled

Source: lyrics.ovh

Hai yeah
Hai yeah
Hai yeah eeh yeah aah
Hai yeah eeh aah yeah ahh
Hai yeah
Hai yeah
Hai yeahh eeh
Hai yeah eeh yeah yeah aah

Mweya Mutsvene
Torai nzvimbo yenyu
Mweya Mutsvene
Mweya Mutsvene
Mweya Mutsvene
Toraiwo nzvimbo yenyu
Mweya Mutsvene
Mweya Mutsvene
Toraiwo nzvimbo yenyu
Mweya Mudzidzisi
Mweya Mutsvene
Dzidzisai Vana Venyu
Toraiwo nzvimbo yenyu
Mweya mutungamiri
Mweya Mutsvene
Tungamirai nyika yenyu
Toraiwo nzvimbo yenyu
Mweya Mutsvene (woza)

Mweya Mutsvene
Mweya Mutsvene
Toraiwo nzvimbo yenyu
Makavimbisa kuti hamutisiye toga
Muchatisiira mweya anogara nesu
Mweya munonyaradza
Mweya munochengeta
Toraiwo nzvimbo yenyu
Pana mweya Mutsvene
Varwere vanopona
Zvirema zvinofamba aaah
Toraiwo nzvimbo yenyu
Munosimbisa baba munochengeta aaa
Toraiwo nzvimbo yenyu

Mweya Mutsvene (mweya Mutsvene)
Mweya Mutsvene
Toraiwo nzvimbo yenyu
Mweya Musununguri (mweya Mutsvene)
Mweya Mutsvene (toraiwo nzvimbo yenyu)
Mweya mudzikinuri (mweya Mutsvene)
Mweya Mutsvene
Toraiwo nzvimbo yenyu
Mweya Mununuri wangu (mweya Mutsvene)
Makandibvisa pakamanikana
Toraiwo nzvimbo yenyu (woza)
Haiyaiya

TαΊ‘o playlist cα»§a riΓͺng bαΊ‘n

Save this song and build your perfect collection. 100% free, no ads.

Start My Playlist
Zvichaita Chete (This Year) – The Unveiled ft. Joshua Mtima Lyrics - The Unveiled | SORI Magazine